Shanu (zvishanu) inhamba inotevera ina.

5

Mitauro yeBantuEdit

  • VaLomwe vanoti okhwiri thanu kureva shanu.
  • Vatauri veKizigua vanoti shano, hashano, kashano, mashano, mishano, vishano, washano) (n. five).
  • VaDigo vanoti Siku ya nne ya tsano (on the fourth or fifth day) kureva zuva rechina nerechishanu.