Shaveshave (ku Chingezi: butterfly) fufura kana nharira.

Shaveshave rakanaka
Papilio machaon
Hupangu muSainzi
Muvuso: Umhuka (Animalia)
Faramu: Arthropoda
Musaku: Insecta
Raya: Lepidoptera
Chiraya: Rhopalocera
Chiboka (subgrop)
Superfamily Hedyloidea: * Hedylidae Superfamily Papilionoidea: * Hesperiidae * Lycaenidae * Nymphalidae * Papilionidae * Pieridae * Riodinidae

Mamwe mazita aro

chinjirudza

Vamwe vanoti bembenene kana betepesu. Shaveshave rine matanho mana ehupenyu hwaro anoti: zai; larva; gonye; nzvundu neshaveshave rinobhururuka.

Harati idzi dzinodukuta mubhu dzozoshanduka mashaveshave. These caterpillars burrow into the ground then change into butterflies.

Mamwe Mashoko

chinjirudza
  • Hupangu muSainzi (scientific classification)
  • Kingdom - Muvuso kubva kushoko rekuti Muvuso (kingdom; state)
  • Phylum - faramu
  • Class - musaku
  • Order - raya
  • suborder - chiraya (suborder "under order")
  • Subgroups - chiboka
 
Chrysalis of gulf fritillary

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaTonga vanoti inzyundu (pupa of a butterfly) kureva kana reshaveshave richakaputirwa.