Shavi (tsauranisa chirevo)

Shavi, SHAVI, shavi zvinoreva zvinyorwa zvirizasiyo

Tsika ne Chitendero chinjirudza

  • Shavi - kureva mweya, kunyangwe wakashata kana wakanaka. Kune mashavi akasiyana, shavi rerudo, shavi rekuvhima, shavi rehutsinye, kunyangwe shavi re rugare.
  • Hushavi, Ushavi - zvinoreva hunhu hwe kushava kureva -trading.

Nyika chinjirudza

Vanhu chinjirudza

  • Vashavi - zvinoreva Sabaeans kana Vanhu veSheba, kana Shabi / Shebha. Raishandiswa wo kureva Varemba nekuti vanhu vechiShavi vekuYemeni vane hukama ne Vashavi.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.