Tsumo

(runangakatsva kubva kuShumo)

Tsumo kana futi zve shumo (kureva idiom) zvirevo zvinotaurwa zvine hudzamu pakureva mashoko muchidimbu.

Muenzaniso yeTsumo

chinjirudza
  • Kare haagari ari kare.
  • Chembere mukadzi hazvienzani nokurara mugota.
  • Rukova rwizi, kuyambuka unotokwinya nguo.
  • Nhaka mbuya ndeye mombe, yemunhu inozvinonera.
  • Musande (A proverb or saying) zvichireva chirevo kana tsumo kuChiNdau.
  • Din'a kana madin'a (Figure of speech - parable, allegory; 2. Obscure allusion. Double-talk). kureva dimikira kana chibhende. Rega kuita din'a: speak plainly.
  • Ndomene haizvichemedzi

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • MaZulu vanoti insumo (Folk tale; fable).
  • VaTonga vanoti kapango (Proverb).
  • Sangho vanoti dame (n. saying, proverb) kureva chirevo.