Muchidzidzo Fundoyetsimba, simba (Energy) zvinoreva kupimwa kwehuwandu hwebasa rinotarisirwa kuitwa nemutandira (zvakarongeka) (system). Kune marudzi esimba akawanda ose anopimwa nechiyero chinonzi Joule - kunova kuyerwa kwesimba rinenge rashanda kana Fosi ye 1 newton yafamba nhambwe ye 1m ichisunda chinhu. Tsanangudzo yokuti chinonzi gumbapamwe chii iri kutevera mberi.

Mitauro yeBantuEdit

  • Kinande vanoti obutoki (n. power).
  • Chikunda vanoti mphambvu (n. power).
  • Kikongo vanoti ngolo (n. power, force, strength).