Simba reChakunga

Simba reChakunga (potential energy) zvinoreva simba riri pamutumbi nokuda kwepanzvimbo pauri, kana simba riri pamutumbi nokuda kwekurongeka kwakaita panzvimbo pauri.

Kupiwa kwezitaEdit

 
Muvhimi achinge akunga museve pauta, aupa simba rechakunga


  • Kana munhu akakwira mumuti anenge awana simba rechakunga rinoderera chete nekuburuka kana kudonha kubva mumuti iwoyo. Panguva yokunge munhu achiburuka kana kudonha simba rechakunga rinoshanduka kuva simba renhekairo.

Mamwe MazwiEdit

Kukunya kana kukuka (Be full of determination).