Sofa kana kawuchi nekumwe kutaura mashoko eChishona akabva kuChingezi, anoshandiswa kuturikira mhando ye chigaro chinoiswa mumba chinoshandiswa mazuva ose vanhu vachitandara, kana panovuya vashanyi.