Stereki kana sterek ishoko reChishona rinoshandiswa pakutaura nezvekwanditi, rakafanana nemashoko okuti zvakawanda, kazhinji, kahobho.