Sunguti izita remhuri rinowanikwa muKenya, neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Xalati Sunguti; Prudence Sunguti; Sharon Sunguti; Grace Sunguti.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Xitsonga inoti sunygula (v. establish, initiate; begin). Mamwe mazwi: sungulo (n. Begining).
  • Xitsonga inoti sunguti (n. January).