Tanaka
Mataurirwo Tanaka (Ta-na-ka)
Kwarinobva
Zita Ndere Chishona
Kwarakabvva Zimbabwe

Tanaka (muChingezi: we are in a state of beauty/good/gratitude/contentment;) izita rekutanga reChishona revakomana ne vasikana. Mu Chishona Tanaka muchidimbu zvinoreva kuti "akanaka" sezvo dudziro chaiyo iri "Tave vakanaka" zvichimirira zvinhu zvitatu. Chimiriro chaTanaka chekutanga ndikuva vanhu vanotaridzika zvakanaka (runako; "wakanaka"), uye chirevo chipiri chinoreva kuti kuva vanhu vakanaka kana kuva nehunhu wakanaka (Mwari wakanaka). Chirevo chechitatu chinoreva kugutsikana muhuzhinji "zvanaka, zvanakira isu".

Zita muChingezi chinjirudza

Vana vanezita rekuti Tanaka vanogona kushandisa mazita aya se mazita avo eChingezi: Bloom[1] , Blossom[2],

Vambo re Zita chinjirudza

Zita rinobatanidza chivakamberi Ta- nechivakamberi -Naka.

Chivakamberi chekuti Ta- chinoshandiswa seizvi muChishona:

  • Tauya zvichireva kuti we arrived/we have arrived muChirungu
  • Tatenda zvichireva kuti we give thanks muChirungu

Shoko rekuti Naka muzita iri rinoshandiswa sechivakamberi, chirevo uye chishandisirwo charo ndeichi:

  • Makanaka (Chirungu: you are good; fundamentally good; good heart; moralistic)
  • Wakanaka (Chirungu: you are beautiful; you are good)
  • Mwari akanaka (Chirungu: God is good; kureva kuti Mwari havana chinhu chakashata mavari)
  • Akanaka (Chirungu: she/he is beautiufl; good)

Vanhu vanoshandisa zita chinjirudza

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. As per the english definition, Bloom means "to be a in a state of beauty or wholeness, to come to, to become"
  2. Zita rekuti Blossom rakafanana nezita rekuti Bloom futi. Zita iri zvichiendererana neChingezi rinoreva kuti