telekesis found here

Telekenesis or psychonesis iparonamal way yekusimudza zvinhu nemusoro usina kubata nemaoko.Inoitwa pasina maoko asi nemusoro.Hapana evidence yakabuda yinoti telekenesis iriko but 45% dzemaAmericans dzinozvinoitika.

history chinjirudza

Telekenesis kudhara yaiitwa zvekufekuwa.Vanhu vatanga kuiiziva kubva kumabhuku emacomics ainyorwa aiitwa nezvemagic.Umwa musikana akabudumitswa paphoto chigero chiripakati pemaoko aka asinakuchibata chirimudenga.Mascientis nemapsychist akaenda kunodiscover picture remusikana uya paevidence yakanga isipo.Vakatombo bvuma but panemunhu akazoona chishinda chitete paphoto riya ndokuvaratidza.Mascientist ndobva vati hakuna zvakadaro rimwa dambudziko robvarauya vachiti panemhunhu akanga achindonza masmall objects netelekenesis but akazoonekwa kuti aishandisa electrostatic force kudhonza ichi.

today chinjirudza

Telekenesis haisati yaneevidence but vakatango kushandisa inonzi quantum physics pakuita levitation vachishandisa masuper conductors.Telekenesis yakungo buditswa paMaMarvel movies , comics nezvinhu zveSci-Fi.