Tendai kana Tendayi izita re Chishona rinopiwa kuvana vechikomana ne chisikana. Tendai rinogona kuvazita pacharo asi, rinowanzo wa Tendaiishe kana Tendayiishe.

Vanhu vane Zita chinjirudza

  • Zendaya - zita rake rinobva kuiro zita rekuti Tendai.

Mamwe mapeji ekutarisa chinjirudza