Izwi rokuti tsama (Bundle) rinoreva tsumbu zvikurusei yemuriwo kana yemari yebepa.
Mitauro yeBantuEdit
- VaDigo vanoti tsamuka (to disperse) vachireva kukamukana. Mamwe mazwi: tsamula to disperse things).
- VaDigo vanoti tsamukana (to disperse (group of people or objects).