Tsanga (Dzinde)

Tsanga (reeds in English) madzinde anoita sehuswa hwakasimba uye tsanga dzinomera pane mvura yakawamda mumahombekombe erwizi nemumunzvimbo dzine matoro.

Starr 010419-0037 Arundo donax.jpg

Tsanga dzinoshandiswa kuruka rukukwe.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaGanda vanoti banda kana mabanda (n. reed) kureva tsanga.
  • VaMaconde vanoti inete (n. reed) kureva tsanga.
  • VaTaabwa vanoti litete (n. reed) kureva tsanga.