Tsanga dzeMbeu

(Redirected from Tsanga (dzembesa))

Chiyo (Chirungu: grain) kana tsanga dzembeu uye zviyo muhuwandu, zvinoreva mhodzi imwe yechibage, gorosi kana imwe mbeu. Vamwe vatauri vanoti mhuuze kureva tsanga diki dzinenge zviyo.

A grain paddy, tamil.jpg
Zviyo zve kuIjipita

Mazwi eBantuEdit

  • Mururimi rweYao vanoti lunyilili (small grains of any substance, such as sand or gunpowder).

Mitauro yeBantuEdit

  • VaFwe vanoti bweke (n. grain) zvichireva tsanga. VaChewa vanoti njele (n. A single grain or seed of any sort).
  • MaZulu vanoti isilongotsha kana izilongotsha (n. a small particle, mote, grain).
  • MaZulu vanoti uluhlamvu kana izihlamvu (n. 1. Single grain, berry, pip, stone of fruit; 2. Coin, or small body of similar kind; single separate particle).
  • MaZulu vanoti uluhlamvu kana izihlamvu (3. A single word, saying, sentence, syllable, detail, point of an affair).