Tsunda (awl) apa kureva mhando yetsono inoshandiswa kuboora zvinhu zvakadai sematehwe kana pakusona shangu.

Shoemaking awls

Zimbabwe chinjirudza

  • Mudunhu reMasembura mune musha unonzi Tsunda.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaVenda vanoti luunzhi, nunzhi kana nyunzhi (n. awl).
  • Pagibete vanoti mbobolo (n. awl) kureva tsunda.