Ubhaha'i kana Ubhaháʼí chinamato chakavambwa muZanagore rechiGuminepfumbamwe rinodzidzisa zvikoshe zvezvinamato zvose uye uumwe wevanhu vose. Wakavambwa muzanagore rechiguminepfumbamwe na Baháʼu'lláh, yakatanga muIrani uye muzvimwe zvikamu zveMabvazuva Epakati, kwayakaona pfutso kubva pakutanga kwayo. Chinamato ichi chinofungirwa kuva ne 5-8 miriyoni vatendi vanozivikanwa seVabhahai, vanogara munyika ne materitori akasiyana.

Ringai zve: chinjirudza