Udorongodzwa hwe mashoko eChishona akabva kuChiswahiri

Bh chinjirudza

  • Bhahari - rakabva pashoko rokuti Bahari, uye Vaswahiri vakaritorawo kubva kuChiarabhu. Shoko iri raishandiswa kudhara kazhinji, rinotsauranisa gungwa (ocean) ne bhahari (sea).

Ch chinjirudza

D chinjirudza

E chinjirudza

  • enewo; enevo kureva teritori. tarisai futi wenewo kana venevo.

M chinjirudza

N chinjirudza

R chinjirudza

  • Rhangi - kureva chroma; chrome rakabva pa chirevo cheshoko rokuti rangi.

S chinjirudza

U chinjirudza

  • Unga - kureva gunpowder.
  • Uzima - tarisai vuzima.
  • umarika; umalika - kureva mornachy kubva pa malika.. Asi shoko ringa shandiswa iuvumambo (reChishona).

V chinjirudza

  • varhidhi; varidhi, varidha, varhidha; Varhii; warhii- kureva rhozi, rakatorwa kubva pashoko reChiswahiri rinonzi Waridi.
  • Vuzima, uzima, - kureva existence
  • viraya - tarisai futi wiraya kureva kuti "district"

W chinjirudza

  • wiraya kana viraya, kureva "district"

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. "Archive copy". Archived from the original on 2021-09-28. Retrieved 2022-04-29.