Ukonfuzhi kana Ukonfushasi (kana futi Uru) idandira renhondero kana maitiro akavamba kuChayina yekare. Unotsanangurwa se tsika, ungondamano, chinamato, umunhu kana chinamato chirirhashinali, nzira yekurarama kana nzira yeupenyu, Ukonfuzhi hwakavambwa kubva pachakazonzi Zvikoro zviZana zv Nhondero kubva pazvidzidziso zvemugondamano wechiChayina ainzi Konfuzhi (551–479 BCE).

Ringai zve: chinjirudza