Ukristu
Uchikristu, Ukristu (kureva Christianity, christianhood) Chikristu, kana Hukristo, chinamato che Ruabarahama wo unotodza hupenyu ne zvidzidzo va Yesu we Nazareta. Ndicho chinamato chikuru pasirose, ne vateveri vanosvika 2.8 bhiriyoni, uchimirira ubodzi-tatu (kurvea one-third) we huwandu pa ghulobhu. Vatendi vechinamato ichi vanonzi Vakristu, vanoestimetwa kutora huwandu we nyika ne materitori angasvika 157, uye vanotenda kuti Yesu ndiMukororo wa Mwari, ngokuti kuvuya kwake kwe Umashiha/Umashiya (Umuzodzwa) vukwa muBhaibheri re Vahebheru (rinonzi Testamende Yekare muChikristu) uye yakakoronikwa mu Testamende Itsva.
Zita Muchivanhu Chinjirudza
- Vukristu, Hukristu, Wukristu
- Vuchikristu, Huchikristu, Wuchikristu
Ukristu mu Afurika Chinjirudza
Itopiya Chinjirudza
Tarisai: Ukristu mu Itopiya
Itopiya ndiyo nyika yega yemuAfurika isina kukolonwa uye ndiyo yakatanga kutenda zvoChikristu, kubva muchinyakare munguva ye Umambo we Aksum na Mambo Ezana muzanagore 4 AD.