Ukumbusho izita revanhu rinowanikwa muKenya, neTanzania.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Kidawida vanoti ukumbusho (n. memorial) kureva utondedzo.
  • Kidawida vanoti kukumbuka (v. to recollect; remember) kureva kutondera.