Open main menu
Unenadenda

Muzvidzidzo zvehurapi mazwi anoti Unenadenda riri kuturikira chinonzi (Pathology) kuEnglish chinova chidzidzo chinotarisa:

  • Zvikonzero zvechirwere, mutowo wekarwariro; uye matanho anotevedzwa nechirwere.
  • Hudenengurwa hunoonekwa kana chirwere chapinda, uye mindandaridza inobata ipapo pane hurwere.
  • Mutsauko uripo pakati pemuviri mutano nemuviri une chirwere .

Kupiwa kweZitaEdit

Mazwi eBantuEdit

  • VaSwahili vanoti unenaji, uneni (sing. 1. power of speech, speaking. 2. fluency, eloquence. 3. turn of speech, manner of speaking).
  • VaSwahili vanoti neno, maneno (word, expression, utterance; 2. pl., rare language, dialect. 3. pi. discussion, debate. 4. statement, assertion. 5. important matter, affair, matter for concern).

Mamwe MazwiEdit