Ruambamabwe

(Redirected from Unenamabwe)

Vara rokuti ruambamabwe (Petrology kuChirungu) riri kushandiswa pano kureva denhe reruzivo rinodzidzisa pamusoro pemabwe, kuwumbwa kwawo uye kupatsanurwa kwemapoka emabwe. Kune mhando dzemambwe nhatu dzinoti echikwatamabwe (ignenous), akawumbwa kubva pakutsindirana kwemadzikinyira (sedimentary), uye akashandurwa chimiro nehujoto nepuresha yakakwira (metamorphic).

Kupiwa kweZitaEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • VaChewa vanoti muyambo (traditional stories and teachings, customs of a people).
  • VaVenda vanoti luambo (n. language) kureva mutauro. Mamwe mazwi: amba (v. talk).