Ndaba dze Ungamo: Zviitiko · Tsika · Taranyika · Hutano · Nhoroondo · Masvomhu · Dondo · Vanhu · Ugondamano · Chinamato · Nzanga · Ruambarueza · Ungamo wechibhubhubhu
Ungamo we Mhanzi
Mhanzi (kureva Music) kana mimhanzi imhando ye useza inoshandisa ruzha runorongwa munguva. Mhanzo imhano yevaraidzo futi inosanganisa ruzha rwuno farirwa nevanhu kutereera kana kuteerera vachidzana. Mhanzi dzakawanda dzinowanzo sanganisa vanhu vanoyimba nemazwi avo kana vanoridza zviridzwa, senge mbira, marimba, piyano, gitare, ngoma, vhayorini, kibhodhi, uye ngoma dzechirungu. Munhu anosika mhanzi anonzi mumhanzi; musezi wemhanzi.

Mhanzi inodarika kuridza zviridzwa nekuyimba inosanganisa wo, kunyora nziyo (rwiyo paumwechete). Nziyo ndiro shoko rinoshandiswa kureva mhando yezvizvarwa zvinobuditswa pakusikwa kwemhanzi uye ndiyo nzira yemhanzi inofarirwa zvikuru nevanhu. Munhu anonyora mhanzi unotsi munyori wenziyo uye, zvinyorwa zvake zvinonzi rutsaranziyo (kureva lyrics) paruzhinji, asi rutsararwiyo (pamwe).

Paunjee mhanzi inotsanangurwa seuseza unoronganiswa musindo kusika usanganiso we chiumbiko, hhamoni, chimbo (kureva melodhi), rhidhimu kana vonikwo (kontenti) yokurakidza zviri mumoyo. (werengai zvakadzama...)

Mifananidzo Injee
Mifananidzo inotevera irikubva kumazanhi akasiyana anotaura nezve mhanzi pa Wikipidhiya.
Alleluia nativitas na Perotin we Codex Guelf.1099 (kubva muNhoroondo ye Mhanzi)
Mimwe Mwishumo ye Wikipidhiya
Bwaro re Wikimidhiya iduramazwi rakazvimirira pazasi peBwaro re Wikimidhiya, zvzvinoreva kuti inomaneja mamwe mwishumo (mapurojekti) akadorongodzwa zasiyo. Parizvino, mwishumo inowanikwa muChishona iWikipidhiya basi, tirikuzama kudzosa Wikiduramazwi rakavharwa muna 2007. Nwadhi riripo asi harisati ravenezvinyorwa mukati. Mamwe ariko anowanikwa mumimwe mitauro, senge Chingezi nezvimwe wo.
Zvinjee (Zvikomoni)
Unganidzo re mifananidzo ne maodhiyo eunjee.
Meta-wiki
Kurongwa kwe zviitwa zvose zve wikimidhiya.
Wikiduramazwi
Duramazwi.
Wikinwadhi
Manwadhi ne zvinyorwa zvekudzidza zvemahara.
Wikidzupuramanzwi
Unganidzo re madzupuramanzwi
Wikivambo (Wikisosi)
Kuvamagwaro re mahara.
Wikirudzi
Duramazwi re marudzi (maspishi).
Wikichikoro
Zvidzidzo ne zvokuita zvemahara.
Wikinhau
Nhau dze mahara.
Vhumbunurai Wikipidhiya ne Mwingamo
Udorongodzwa hwe Mwingamo yose
Ungamo we Useza
Ungamo we Ruambamhenyu
Ungamo we zviitiko zvemurizvino
Ungamo we Taramhenyu
Ungamo we Taranyika
Ungamo we Nhoroondo
Ungamo we Masvomhu
Ungamo we Sainzi
Ungamo we Chinamato
Ungamo we Nzanga
Ungamo we Ruambarueza
Ungamo we Tsika
Ungamo we Upanganyeredzi
Ungamo we Mutauro
Ungamo we Uvaki
Ungamo we Zvibhubhubhu
Mwingamo ye WikiWushumo