Unganyeredzi (kureva constellation) kana unganyenyedzi, inzvimbo yemuchandenga yechaunga chenyeredzi dzinooneka dzine mapateni pakutaridzikwa, pakazhinji senge mhuka, zvinhu zvemunhema kana zvinhu zvisina upenyu.

Ringai futi: chinjirudza