Humhutu

(runangakatsva kubva kuUtunga)

Humhutu, nhunga kana utunga (mosquito in English) kapembenene kanonyanya kuzivikanwa nenahu yekuruma vanhu kachisveta ropa. Nzvari dzehumhutu ndidzo dzinonyanya kusveta ropa panguva imwechete dzichitapurira zvirwere zvinosanganisira malaria.

Kunonzi kune marudzi 3,500 ehumhutu Pasirose. Marudzi ehumhutu aya anotapurira zvirwere zvinosanganisira malaria ne West Nile.

Zvikara zvinodya humhutu zvinosanganisira mukonikoni nehove.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza

Humhutu imhando yesengende inotapurira malaria.

Mitauro yeBantu

chinjirudza