Dholuo
(runangakatsva kubva kuVaLuo)
Dholuo mutauro unowanikwa kuKenya neTanzania.
- VaLuo vanoti nyathi (n. child) kureva mwana.
- Luo inoti ndawa (n. cigarette) kureva mudzanga wefodya.
- Luo inoti dhano (n. a human being) kureva munhu.
- Luo inoti nyamin (n. sister) kureva sisi.
- Luo inoti ndara (n. road) kureva nzira.
- Luo inoti nyako (n. girl, lady) kureva musikana kana munhukadzi.
- Luo inoti mbiru (n. a brewing pot) kureva hari yekubira doro.
- Luo inoti rombo (n. sheep) kureva hwayi.
- Luo inoti mbaka (n. conversation).
- Luo inoti bando (n. maize) kureva chibage.
- Luo inoti dala (n. homestead, home) kureva musha. Sokuti: Dala Otieno (Otieno's home).
- Luo inoti dhako (n. woman) kureva mukadzi.
- Luo inoti lowo (n. land, soil, earth.) kureva ivhu.
- Luo inoti Nyasaye (n. God) kureva Mwari.
- Luo inoti pi (n. water) kureva mvura.
- Luo inoti tung’ (n. horn) kureva nyanga.
- Luo inoti wat (n. relation, kin) kureva hama.
- Luo inoti wendo (n. visitor/a guest) kureva muenzi. Chewa vanoti arendo.
- Luo inoti wuoro (n. father, fatherhood) kureva baba.
- Luo inoti kendo (to marry; again; fire place).
- Luo inoti osuri (n. pinnacle) kureva chisuvi.
- Luo inoti galambewa kana gama (n. eaves) kureva muberere.
- Luo inoti kibwe (n. fox) kureva mboi.
- Luo inoti fuko (n. mole) kureva nhuta.
- Luo inoti mbidhi (n. warthog) kureva njiri.
- Luo inoti mapera (n. guavas) kureva magwavha.
- Luo inoti mnanas (n. pineapple) kureva chinanazi.
- Luo inoti maembe (n. mangoes) kureva mango.
- Luo inoti bungu (n. bush) kureva sango.
- Luo inoti nyaburi (n. hen) kureva tseketsa.
- Luo inoti soko (n. well) kureva tsime.
Marudzi
chinjirudzaMativi eNyika
chinjirudza- Luo inoti masawa kana nyandwat (n. North) kureva maodzanyemba.
- Luo inoti ugwe (n. East) kureva mabvazuva.
- Luo inoti milambo (n. South) kureva chamhembe.
- Luo inoti yimbo (n. West) kureva madokero.