Vasena kana Wasena ruchava rwevanhu vechiBanthu vanowanikwa kuzvisi zvemaodzenyambeemadokero eMazambuko, dunhu re Sofala ne dunhu re Zambezia. Vanowanikwazve kuMalawi ne Zimbabwe pedyo nemiganhu ye Mazambuko.

Rutavaranhu ne mitauro

chinjirudza

Huwandu hwevanhu vechiSena hwunosvika mamiriyonimaviri[C 1] (2 miriyoni). Vanofungairwa kuvemiriyoni-nhekerina (1.4 miriyoni) muMazambuko, uye zviyanazvishanu[C 2] (kureva 500,000) muMalawi. Vasena vekuMalawi ne Zimbabwe vakasvikakubva kuMazambuko vakagara munyikadzo sukufumira kwemazanagore echemakumimaviri sevashandi.

Vasena vanotaura Chisena kana Cisena, chirimuchikamu chemitauro ye mhuri ye chibanthu, pamusoro pezvo, mutauro wavo unemitauronyina yakawanda.

  1. mamiriyonimaviri., shoko rekuti miriyoni rakatorwa kubva kuChingezi nokuti hapasati pave neshoko rokuti miriyoni pachishona.
  2. zviyanazvishanu., kureva 500,000., kubva pakuti chiuru + zana kusika chiyana kureva 100,000 ndizvokuzowedzera chishanu kureva 5 x 100 000 = 500 000 ndiko kuzoti zviyanazvishanu. Shoko rokuti chiyana pakukurudzira chienderero chezviperengo zvechishona. Nokumwe kutaurakuzere tingati zanarezviuruzvishanu