Mbiringa (Chirungu: wine; vine) kana wayini ruvara rutsvuku rwakapihwa zita nekufana neruvara rwenwiwa rwunodhakisa rine zita rimwe chete. Zita rekuti wayini rakabva kuChirungu kukopera zita rayo muchirungu chacho.

Wayini yeruvara mbiringa

Muchirungu muvara wembiringa unogona kunzi vinous, vinaceous, (zvichimirira michero unoshandiswa kugadzira wayini; mazambiringa), mbiringa ruvara mutsvuku wakasvibirira. Ndosaka zita rayo richinomiririra icho chaicho ruvara rwewayini tsvuku.[1]

Yekutanga yakanyorwa kushandiswa kwewaini sezita rerudzi muChirungu yaive muna 1705.[2] Izwi rekuti "bordeaux" rinoshandiswawo dzimwe nguva kutsanangura iri vara.[3][4]

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. enwiki: wine (colour)
  2. Maerz and Paul A Dictionary of Color New York:1930 McGraw-Hill Page 207
  3. "Unusual Car Color Names"
  4. enwiki: wine (colour)