Kukumbanidza (Masvomhu)

(Redirected from Wedzanisa)

Shoko rokuti kukumbanidza riri kishandiswa pano kuturikira chinonzi addition kuEnglish zvinoreva kuwedzera nhamba kune imwe nhamba, huwandu huchibva hwaabatanidzwa.

3 + 2 = 5

Mamwe MazwiEdit

Mamwe MazwiEdit

  • Kikamba vanoti kwongela (v. to add). VaFwe vanoti ku-weza (v. to add) kureva kuwedzera.
  • VaKongo vanoti tota (Add up, put together). VaKongo vanoti totama (v.i. to accord; harmonise; be alike).
  • VaZigula vanoti ongeza (plus). Sokuti: Shano ongeza shano ni kumi (Five plus five is ten).
  • VaBukusu vanoti khuteesa (v. add). Mamwe mazwi: khuuteesebwa (vpass. be added up). Khuuteesya (v. cause to add).