Wilson Katiyo akararama kubva muna 1947 kusvika muna 2003. Anga ari munyori wenganonyorwa wemuZimbabwe. Akatsikisa nganonyorwa mbiri akafa achigadzira rechitatu. Anoonekwa ari munyori wevanyori wemuZimbabwe vemunguva yevapambepfumi.