Zame nderimwe zita rechikare raishandiswa kudana Mwari muChishona.

MuChibanthu chinjirudza

Vamwe Vabanthu vanotenda kuti iri izita rakazvimirira reumwe Mwari, uye Mwari wacho mutongi wematenga uye wezuva. Muzvitendero zvevamwe Vabanthu vanoshandisa mazita akafanana nereChishona, mienzaniso yakadorongotswa pazasi: