Zawaira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mambwe vanoti -zawaila kana -zaila (to be delirious, to rave - talk wildly as in delirium). Mamwe Mazwi -zawailila uye -zawailwa.
  • Mambwe vanoti -zawaila kana -zailila (to talk nonsense) zvichireva kutaura sewataika pfungwa. Apa tingati kuvhumuka.
  • Bemba vanoti sabaila (derilous). Hausa inoti sawaila (n. a long-barrelled Arab gun) ipfuti yeChiArab ine muromo murefu.