Zimbabwean presidential election, 2008

Sarudzo ya2008

Sarudzo kana kuti Vhoti ya2008 yanga yakapenga manje. Yakaitwa musiwa 29 Kurume, asi zvakabuda pakusarudza mutungamiri mutsva wenyika hazvina kuzikanwa. Kusvika parizvino, Kubvumbi 11, zvakabuda pasarudzo iyi hazvizivikanzi