Zingunde

Zingunde izita remhuri.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veHerero vanoti ongunde (a destitute, a lonely one, one left alone).
  • Izwi rokuti ing'unde (beans) rinotaurwa mururimi rweMakonde.
  • Barotse vanoti lingunde kana mangunde (n. kind of fishing basket used by Mambunda men) kureva tswanda dzinoshandiswa nevaredzi.