Mabasi eZiso

(Redirected from Ziso mabasi)

Mazwi anoti Mabasi eZiso kana musvo weziso ari kushandiswa pachinyorwa chino kuturikira chinonzi naked eye kuEnglish, izvi zvichireva ziso riri kutarisa risina rubatsiro rwezviringiso zvakadai semicroscope kana telescope.

Izwi rokuti mabasi kana basi rinoreva kusasimira kana kuva bununu.