Chidavado

(Redirected from Zvidavado)

Chidavado (decorations, exercise an art, display of artistic talent, Embellishment) zvinoreva zvishongo zvakanyorwa kana zvakarukwa zvinoitisa kuti chiro chitaridze kunaka kana kururama.

Kurerutsa MutauroEdit

  • Masvingo eZimbabwe ane zvidavado zvemabwe kumusoro kwawo.
  • Raviro inyanzvi pakuita zvinyorwa zvezvidavado: Raviro is skilled at doing artistic drawings.
  • Rudado anodavadisa hari: Rudado decorates clay pots.
  • Pamadziro pakadavadwa: the walls have been decorated.