Muchidzidzo cheMasvomhu daranhamba (arithmetic) zvidzidzo zveMasvomhu zvinoongorora nezve maverengerwo nokuwanda kwezvinhu. Vanhu tese tinoshandisa ruzivo rwehuwandu mumabasa ese kubva mukuverenga zvinhu kusvikira kumabasa akaita sekuvaka nekutengeserana zvinhu.

Kupihwa kwezita chinjirudza

Tarisai mazwi emitauro yeBantu akanyorwa pasi ayo, aya ari mazwi anowanikwa mumazita anonzi Mataranyika naDaramombe.

Huwandu mukushaiwa/mukudzokera shure nehuwandu mukuwana/mukuenderera mberi chinjirudza

Huwandu hwechinhu hunoitikira mukuwana kana mukushaiwa. Huwandu hwechinhu hunoitikawo mukuenderera kumashure kana kumberi. Kana pasina chinhu, pane 0, uye hapana huwandu mukuwana/kuenderera kumashure kana mukushaiwa/kuenderera kumberi.

Muenzaniso:

-a: huwandu hunoita a mukudzokera kumashure, apo chiperengo a chakamirira chiperengo chohuwandu.

+a: huwandu hunoita a mukuenderera mberi, apo chiperengo a chakamirira chiperengo chohuwandu.

-4: huwandu huna mukushaiwa kana kuti mukuenderera kumashure.

+6: huwandu hutanhatu mukuwana kana kuti mukuenderera kumberi.

Mashoko emwero wehuwandu chinjirudza

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Kikuyu inoti kotara (to enumerate). Mamwe mazwi: otari (enumeration).
  • Giryama vanoti kutala (v. to number; to add up, to count). Mamwe mazwi: mutalo (n. a reckoning).
  • Giryama vanoti talo (n. counting, number).


Masvomhu T
Pimanzvimbo Chiyero chekupimisa | Mutsetse | Chiumbwa | Hurefu | Hwasha | Hudzamu | Hukwidza | Gonya | Sambamba | Twasuka | Munyonga | Hubumbe | Hufombwe | Mutwi | rurama | Sandarara | Mutsendo | Nharaunda | Uso | Mumhu | Chimiso | Nzenda | Zviringani | Tsazaniso | Mutsazanisi | Chidzudzani | Kupimirana | Gonyazhinji: Gonyanhatu (Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu yemutwi) | Gonyaina (Gonyaina tsazamativi | Gonyaina sambamba | Gonyaina tsazamakonya | Gonyaina sambambiri | Skweya) | Denderedzwa (Nhara | Pimadanho | Danhamakonya | Pimamuganhu) | Zhumwi (Chikunguru | Urungano | Charaka | Dumba | Akiso)
Huwandu Kubwerengedza/kuwedzera | Kubvisa | Kutsinhanisa | Kukamura kana kuti kugovanisa
Zviperengo zvehuwandu chipasina | motsi | piri | tatu | china | shanu | tanhatu | nomwe | sere | pfumbamwe | gumi | zana | chiuru