Shoko rokuti gokoma (become encrusted or crystallized) rinoreva chiitiko chokunge munyu, shuga kana chimwe chinonyungudika chaturuka kubva pamunyungu chikava godo rine kuumbika kunoenderana nemunyu kana mushonga wacho.

Fukuro rechipuka chakafa rakamera gokoma recalcite

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

Bota rinogokomera tsaya: porridge sticks to the side of the pot.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaZigula vanoti sangalawe (n. clear pebble; crystal).