Ndinonzi Muzvare Muchaneta Muchemwa ndirikudzidzira kuva gweta pa Yunivhesiti yeku Capetown.

Ndichiri mutsva pano uyezve ndirikudzidza mazuva ose. Ndakava neruzivo rwekunyora wikupidhiya gore na 2018 muna Nyamavhuvhu

Uyezve ndinemufaro wakanyanya!