Ambayi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veKaonde vanoti kwamba (to talk) kureva kutaura.
  • VaLenje vanoti amba (speak, say) vachireva kutaura.
  • VaGanda vanoti gamba (to say; speak, say; narrate) vachireva kutaura.
  • VaMaconde vanoti imbai, kana umbai kana ambai (bee) kureva nyuchi.