Mitauro ye Chibantu
Mitauro ye Chibantu kana mitauro ye Chivantu imhuri huru ye mitauro inotaurwa neVabantu veVupakati, Chamhembe, Mabvazuva uye Chamembemabvazuva eAfurika. Vanosika bazu rihuru reMitauro yeUbantu yekuChamhembe.
Huwandu hwe mitauro ye Chibantu inogona kusvika kumazana, zvihienderana nechirevo chemutauro n emutauronyina, uye unohestimetswa kuva pakati pe 440 kana kuva 680 ye mitauro yakazvimirira.[1]
Izwi rokuti Bantu rinoshandiswa kutsanagudza mitauro inotaurwa navatema vari kuChamhembe kweAfrica inoda kunotodzana pamazwi anotaurwa. Izwi iri rinotodza pakuti vanhu vari kuChemhembe kweAfrica vane mitauro yakafana uye vose pavanotaura shoko rokuti munhu vanosahndisa shoko rakada kufanana.
Sokuti:
- Chishona chinoti munhu, muuzhnji chichiti vanhu.
- Chimanyika ne Chibuja chinoti wo munhu, muuzhinji chichiti wanhu.
- Chindevere ne Chizulu chinoti umuntu; muuzhinji chichiti abantu.
- Chichewa ne Chindau chinoti muntu; muuzhinji chichiti vantu.
- Chiswahili chinoti mtu; muuzhinji chichiti watu.
Hupango
chinjirudzaHupango hwe Computational phylogenetic
chinjirudzaSimplified phylogeny of northwestern branches of Bantu by Grollemund (2012):
Bantu |
| |||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||
Other computational phylogenetic analyses of Bantu include Currie et al. (2013), Grollemund et al. (2015), Rexova et al. 2006, Holden et al., 2016, and Whiteley et al. 2018.
Nenyika
chinjirudzaRurimi Runjee (kana Mutauro Unjee)
Zvichienderana ne Sensasi ye Dhidhizha reAfurika Chamhembe re 2011[saitesheni izere inodingwa]
Hwerengo ye Vanguni: 22,406,O49 (61.98%) Hwerengo ye Vasutu-Tswana: 13,744,775 (38.02%) HWERENGO YEVATAURI YEMITAURO YECHIGU YECHIHOFISI: 36,150,824 (69.83%)
Eswatini (yainzi Swazilendi)
Rudhende rwe Vukongo (Kongo-Bhurazivhiri)
|
Rwanda
Utemabanze weRudhende rweVukongo
Zimbabwe ine mitauro 16 ye udhidhizha
|
Mashoko e Chibantu akaita mbiri nekuda kwe tsika dzekumadokero
chinjirudza
|
Mabviro eruzivo
chinjirudza- ↑ "Guthrie (1967-71) names some 440 Bantu 'varieties', Grimes (2000) has 501 (minus a few 'extinct' or 'almost extinct'), Bastin et al. (1999) have 542, Maho (this volume) has some 660, and Mann et al. (1987) have c. 680." Derek Nurse, 2006, "Bantu Languages", in the Encyclopedia of Language and Linguistics, p. 2. :Ethnologue report for Southern Bantoid" Archived 2012-10-16 at the Wayback Machine lists a total of 535 languages. The count includes 13 Mbam languages, which are not always included under "Narrow Bantu".