Mambo (King) mutongi wenyika anogadzwa achibva kumhuri yekutonga asiri wekuvhoterwa.

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • VaMakua vanoti mwene kana mamwene pakuwanda (King) kureva mambo. VaKikuyu vanoti onene (majesty) vachireva munhu hukuru.
  • VaNyoro vanoti omukama (n. king) vachireva mambo. VaNyoro vanoti obukama (n. kingdom) vachireva humambo.
  • VaMambwe vanoti -cindama (to be venerable, honourable, respectable) kureva vanoremekedzwa. Mamwe mazwi: -cindamika (to honour somebody) vachireva kupa ruremekedzo.
  • VaMambwe vanoti -cindika (vt. to respect, honour, esteem) kureva kuremekedza. Mamwe mazwi: -cindikana (to respect one another). -cindikulula (to dishonour, humiliate, shame, degrade)