Lingala mutauro weBantu unowanikwa kuDemocratic Republic of Congo.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Izwi rokuti mwana (Child) ndiro rimwe kuShona neLingala.
  • Izwi rokuti kufa (to die) ndiro rimwe kuShona neLingala.
  • Izwi rokuti moto (fire) ndiro rimwe kuShona neLingala.
  • Lingala inoti fufu kana farin (floor).
  • Izwi rokuti mbwa (to die) ndiro rimwe kuShona neLingala.
  • Lingala inoti loboko (arm) kureva ruwoko.
  • Lingala inoti mabe (bad) kureva chivi kana mavi.
  • Vatauri veLingala vanoti kobanda (v. begin) kureva kuvamba.
  • Lingala inoti ndeke (bird) kureva shiri.
  • Lingala inoti mwindo (adj. black) kureva nhema.
  • Lingala inoti kopema (v. breathe) kureva kufema.
  • Lingala inoti mbongo (cash, money) kureva mari.
  • Lingala inoti kosola (cough) kureva kukosora.
  • Lingala inoti moindo (darkness) kureva mhindo.
  • Lingala inoti ntongo (n. dawn) kureva kuyedza.
  • Lingala inoti matata (adj. difficult) kureva manetso.
  • Lingala inoti ndoto (dream) kureva chiroto.
  • Lingala inoti liso kana miso (eye, eyes) kureva ziso.
  • Lingala inoti mafuta kana monene (fat) kureva mafuta.
  • Lingala inoti tata (father) kureva baba.
  • Lingala inoti Nzambe (God) kureva Mwari.
  • Lingala inoti telema (get up) kureva simuka.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Lingala inoti zoba (idiot) kureva dununu.
  • Lingala inoti zamba (forest) kureva sango.
  • Lingala inoti mokongo (back - part of body) kureva musana.
  • Lingala inoti kitoko (beautiful, handsome) kureva runako.
  • Lingala inoti gato (cake) kureva keke. Izwi iri rinobva kuFrench inoti gateau.
  • Lingala inoti kolamba (cook) kureva kubika.
  • Lingala inoti mboto (corn, maize) kureva chibage.

Mazwi chinyorwa

chinjirudza

Bato nyonso na mbotama bazali nzomi pe bakokani na limemya pe makoki. Bazali na mayele pe base, geli kofanda na bondeko okati na bango.

Mushanduro

Vanhu vese vanoberekwa vakasununguka uyewo vakaenzana pahunhu nekodzero dzavo. Vanhu vese vanechipo chokufunga nekuziva chakaipa nechakanaka saka vanofanira kubatana nomweya wohusahwira.

[1] [2] [3]

  1. http://www.teachingforafrica.com/sites/default/files/4%20Language%20Dictionary.pdf
  2. https://lobalingala.files.wordpress.com/2014/07/23042014-loba-lingala.pdf
  3. "Archive copy". Archived from the original on 2018-11-23. Retrieved 2018-09-13.