Chivi
- Chivi, Zimbabwe apa zvichibvira dunhu rekwaChivi.
- Chivi (Sin; transgression) apa vachireva rutadzo.
- Chivi (Calamity; tragic happening) zvichireva ndondo.
Mitauro yeBantuEdit
- VaGanda vanoti mti mubi (a bad tree) vachireva muti muvi.
- VaGanda vanoti muntu mulungi (a good person) vachireva munhu akanaka.
- VaNyoro vanoti kabi (danger, evil) vachireva njodzi kana chivi. VaNyoro vanoti kibi (sin, guilt, evil) vachireva chitadzo kana chivi.
- VaDigo vanoti uyi (n. evil) vachireva huvi. VaSwahili vanoti ubaya (n. evil) vachireva huvi kana mabaya.
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |