Kubika
Kubika (to cook; cooking).
Mhando dzekubika
chinjirudzaMamwe mazwi
chinjirudzaKubura
- kubvisa chikafu kubva pamoto kana munhu apedza kubika uye kana zvichitsva.
Kupakura
- Kupa vanhu chikafu, kana kuisa chikafu muzvindiro kuti vanhu vadye.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Vatauri veKizigua vanoti kupika (to cook) kudanana kubika.
- Vatauri veKikongo vanoti kulamba (v. to cook).
- Vatauri veKikongo vanoti kilambi (n. cook).
- VaTaita vanoti kuocha (n. roast) kureva kugocha.
- VaTaita vanoti kukalanga (n. to fry) kureva kukaringa.
- VaTaita vanoti kuteleka (n. to boil) kureva kufashaidza.