Kidawida

(Redirected from Taita)

Kidawida mutauro unowanikwa kuKenya unotaurwa nevanhu verudzi rweTaita.

Mazwi Anotodza ShonaEdit

  • Izwi rokuti moto (fire) ndiro rimwe kuKidawida neShona.
  • Izwi rokuti kuomesa (to dry) ndiro rimwe kuKidawida neShona.
  • Izwi rokuti kuanika (to put out to dry) ndiro rimwe kuKidawida neShona.
  • Izwi rokuti kugemuka (to fall) ndiro rimwe kuKidawida neShona.
  • Izwi rokuti mate (saliva, spittle) ndiro rimwe kuKidawida neShona.
  • Izwi rokuti kunwa (absorb, drink) ndiro rimwe kuKidawida neShona.
  • Izwi rokuti nyoka (snake) ndiro rimwe kuKidawida neShona.
  • Izwi rokuti ngoma (drum) ndiro rimwe kuKidawida neShona.
  • VaTaita vanoti mbari (tribe; nation) vachireva rudzi kana dzinza.
  • Taita inoti kazi (employment, work) vachireva basa.
  • Taita inoti chengo (encampment) vachireva chidziro.
  • Taita inoti mavi (excrtement) vachireva dhodhi.
  • Taita inoti mbale (extra) vachireva ndaudzo.
  • Taita inoti mlisa (feeder) vachireva mudyisi. Vanobva vati elisa (the work of feeding).
  • Taita inoti kikunya (eye-brow) vachireva tsiye dzepamhanza.
  • Taita inoti ngoi (eyelashes) vachireva tsiye dzepamaziso.
  • Taita inoti kupata (to gain, to profit).
  • Taita inoti mbambara (gain, advantage).
  • Taita inoti chala (finger) vachireva munwe.
  • Taita inoti kuwaka (to flame) vachireva kuririma moto.
  • Taita inoti kuumba (to create) vachireva kusika kana kuumba.
  • Taita inoti kulinda (to defend, to guard) vachireva kurinda. Vanobva vati mlindiri (watchman; guardian).
  • Taita inoti njovu (elephant) vachireva nzou.
  • Taita inoti unga (flour) vachireva fulawa.
  • Taita inoti chakulya (food) vachireva chokudya.
  • Taita inoti kuambuka (to ford) vachireva kuyambuka. Vanobva vati kiambo (n. ford).
  • Taita inoti mpunga (rice) vachireva mupunga.
  • Taita inoti Mlungu (God) vachireva Mwari.
  • Taita inoti mali (goods) vachireva nhumbi.
  • Taita inoti sangalawe (grit; gravel) vachireva tsangarahwe kana rukangarahwe.
  • Taita inoti kusaka (to guess) vachireva kufembera.
  • Taita inoti sasa (porcupine) vachireva nungu.
  • Taita inoti hachi (righteousness) vachireva hutsvene.
  • Taita inoti uta (war) vachireva hondo.
  • Taita inoti kilonda (abscess) vachireva chironda.
  • Taita inoti kurunganya (to adulterate, to dilute).
  • Taita inoti mbembe (angle, corner) vachireva mugwava.
  • Taita inoti fue (Ape, baboon) vachireva gudo.
  • Taita inoti mtumi (apostle, ambasador) vachireva nhume.
  • Taita inoti mkono (arm) vachireva ruwoko.
  • Taita inoti tsikila (under part of arm) vachireva divi rezasi reruwoko.
  • Taita inoti kufika (arrive, arrival) vachireva kusvika.
  • Taita inoti mtandiko (bedding) vachireva magumbeze.
  • Taita inoti ulili (bed) vachireva mubhedha.
  • Taita inoti kuteleka (to boil) vachireva kufashaidza.
  • Taita inoti kasha (box) vachireva chikasha.
  • Taita inoti mbandi kana mbasha (branch) vachireva bazi.
  • Taita inoti meza (table) vachireva tafura.

[1]

  1. https://archive.org/stream/anelementaryint00wraygoog/anelementaryint00wraygoog_djvu.txt