Murongoti (kureva sister) kana mrongoti, ishoko reChishona, raiwanzo shandiswa kudhara uye nevanhurume pamusaka pehanzvadzisikana dzavo. Mazuva ano shoko reChingezi rokuti sisi ndiro rinowanzo shandiswa pakudana hanzvadzisikana, uye vamwe vanoti taita, yaya kana jaja - mashoko ekwekupedzisira ayo anowanikwa pakati peVandau.

Ringai futi: chinjirudza