Kugocha
Kugocha (roasting) zvinoreva kubika chinhu chisiri mumvura kuchishandiswa madziya anobva pamazimbe anopisa emoto. Chikafu chinogochewa chinosanganisira chibage, mbambaira, nyama, mbatatisi.

Tsika chinjirudza
- Kugocha kunoda kwaamai kwemwana kunodzima moto.
- Waigochera pautsi - apa kuchirehwa kuti wavhiringa kana kuti wakanya zvinhu.
- Kuita Chiti (being precise).
Mitauro yeBantu chinjirudza
- VaLubwisi vanoti kucoma (roast), kureva kugocha. Izwi iri rinodudza zvinoreva nyama choma.