Hutsi
(runangakatsva kubva kuUtsi)
Utsi, hutsi kana chiutsi (smoke) zvinoreva mupfunga unotuguka panobvira moto kuchitsva zvinhu zvakadai sehuni, mafuta, mapepa, machira zvichingodaro.
Zvirevo
chinjirudza- Hapana hutsi husina moto.